„YouVersion“ logotipas
BiblijaPlanaiVaizdo įrašai
Gaukite programėlę
Kalbos parinkiklis
Paieškos piktograma

Populiarios Biblijos eilutės iš VaRoma 16

1

VaRoma 16:20

Shona BIBLE

SUB

Zvino Mwari worugare achakurumidza kupwanya Satani pasi petsoka dzenyu. Nyasha dzaIshe wedu Jesu ngadzive nemi.

Palyginti

Naršyti VaRoma 16:20

2

VaRoma 16:17

Shona BIBLE

SUB

Zvino ndinokumbira zvikuru kwamuri, hama dzangu, kuti mucherekedze avo vanopesanisa, navanogumbusa, vachiita zvinopesana nedzidziso yamakadzidza imi; muvanzvenge.

Palyginti

Naršyti VaRoma 16:17

3

VaRoma 16:18

Shona BIBLE

SUB

Nokuti vakadaro havabatiri Ishe wedu Kristu, asi dumbu ravo; vanonyengera mwoyo yavasina zvakaipa namashoko avo akanaka, anobata kumeso.

Palyginti

Naršyti VaRoma 16:18

4

VaRoma 16:25-27

Shona BIBLE

SUB

Zvino iye, anogona kukusimbisai, sezvinoreva Vhangeri yangu, nokuparidzwa kwaJesu Kristu, nokuzarurwa kwezvakavanzika, zvisina kurehwa nguva dzisingaperi, asi zvino zvinoratidzwa nokuziviswa kumarudzi ose, naMagwaro avaporofita, sezvakarayirwa naMwari asingaperi, kuti vateerere nokutenda; iye Mwari wakachenjera oga, ngaave nokubwinya naJesu Kristu nokusingaperi. Ameni.

Palyginti

Naršyti VaRoma 16:25-27

Ankstesnis skyrius
Kitas skyrius
„YouVersion“

Skatina ir kviečia jus kasdieną ieškoti artumo su Dievu.

Tarnystė

Apie

Karjera

Savanoriaukite

Tinklaraštis

Spaudai

Naudingos nuorodos

Pagalba

Paaukokite

Biblijos versijos

Įgarsintos Biblijos

Biblijos kalbos

Dienos eilutė


Skaitmeninė tarnystė, kurią vykdo

Life.Church
Lietuvių

©2026 „Life.Church“ / „YouVersion“

Privatumo politikaSąlygos
Pažeidžiamumų atskleidimo programa
„Facebook“„Twitter“„Instagram“„YouTube“„Pinterest“