1
Mabasa aVapostori 7:59-60
Shona BIBLE
SUB
Vakataka Sitefani, achidana achiti, “Ishe Jesu, gamuchirai mweya wangu.” Akapfugama, akadanidzira nezwi guru, achiti, “Ishe, musavapa mhosva yechivi ichi.” Akati areva izvozvo, akabva afa.
Palyginti
Naršyti Mabasa aVapostori 7:59-60
2
Mabasa aVapostori 7:49
‘Denga ndicho chigaro changu choushe, Nenyika chitsiko chetsoka dzangu; Muchandivakira imba yakadiniko? Ndizvo zvinoreva Ishe; Kana nzvimbo yandingazorora pairi ndeipi?
Naršyti Mabasa aVapostori 7:49
3
Mabasa aVapostori 7:57-58
Zvino vakadanidzira nezwi guru, vakadzivira nzeve dzavo, vakamhanyira kwaari vose pamwechete; vakamubudisira kunze kweguta, ndokumutaka namabwe; zvapupu zvikaisa nguo dzazvo patsoka dzejaya, rainzi Sauro.
Naršyti Mabasa aVapostori 7:57-58