Mabasa aVapostori 7:59-60
Mabasa aVapostori 7:59-60 SUB
Vakataka Sitefani, achidana achiti, “Ishe Jesu, gamuchirai mweya wangu.” Akapfugama, akadanidzira nezwi guru, achiti, “Ishe, musavapa mhosva yechivi ichi.” Akati areva izvozvo, akabva afa.