„YouVersion“ logotipas
BiblijaPlanaiVaizdo įrašai
Gaukite programėlę
Kalbos parinkiklis
Paieškos piktograma

Populiarios Biblijos eilutės iš Mabasa aVapostori 5

1

Mabasa aVapostori 5:29

Shona BIBLE

SUB

Zvino Petirosi navapostori vakapindura, vakati, “Tinofanira kuteerera Mwari kupfuura vanhu.

Palyginti

Naršyti Mabasa aVapostori 5:29

2

Mabasa aVapostori 5:42

Shona BIBLE

SUB

Havana kurega kudzidzisa, nokuparidza mazuva ose zvaKristu Jesu, mutemberi kana kudzimba dzavo.

Palyginti

Naršyti Mabasa aVapostori 5:42

3

Mabasa aVapostori 5:3-5

Shona BIBLE

SUB

Asi Petirosi akati, “Ananiasi, Satani wazadzireiko mwoyo wako, kuti ureve nhema kuMweya Mutsvene, nokuzvikamurira zvimwe pamutengo womunda? Iwo uchiripo, wakanga usi wako here? Watengeswa, wakanga usina simba nazvo here? Waita seiko, zvawafunga chinhu ichi mumwoyo mako? Hauna kureva nhema kuvanhu, asi kuna Mwari.” Ananiasi, akati achinzwa mashoko iwayo, akawira pasi, akabudisa mweya wake; kutya kukuru kukawira vose vakazvinzwa.

Palyginti

Naršyti Mabasa aVapostori 5:3-5

4

Mabasa aVapostori 5:38-39

Shona BIBLE

SUB

Zvino ndinoti kwamuri, musabata vanhu ava, muvarege, nokuti kana kufunga uku nebasa iri zviri zvavanhu, zvichaparadzwa. Asi kana zviri zvaMwari, hamungagoni kuzviparadza; kuti zvimwe mungadai muchirwa naMwariwo.”

Palyginti

Naršyti Mabasa aVapostori 5:38-39

Nemokami skaitymo planai ir skaitiniai, susiję su Mabasa aVapostori 5

Ankstesnis skyrius
Kitas skyrius
„YouVersion“

Skatina ir kviečia jus kasdieną ieškoti artumo su Dievu.

Tarnystė

Apie

Karjera

Savanoriaukite

Tinklaraštis

Spaudai

Naudingos nuorodos

Pagalba

Paaukokite

Biblijos versijos

Įgarsintos Biblijos

Biblijos kalbos

Dienos eilutė


Skaitmeninė tarnystė, kurią vykdo

Life.Church
Lietuvių

©2026 „Life.Church“ / „YouVersion“

Privatumo politikaSąlygos
Pažeidžiamumų atskleidimo programa
„Facebook“„Twitter“„Instagram“„YouTube“„Pinterest“