„YouVersion“ logotipas
BiblijaPlanaiVaizdo įrašai
Gaukite programėlę
Kalbos parinkiklis
Paieškos piktograma

Populiarios Biblijos eilutės iš Mabasa aVapostori 4

1

Mabasa aVapostori 4:12

Shona BIBLE

SUB

Nokuti hakuna kuponeswa kuno mumwe; nokuti hakuna nerimwe zita pasi pedenga, rakapiwa pakati pavanhu, ratingasunungurwa naro.”

Palyginti

Naršyti Mabasa aVapostori 4:12

2

Mabasa aVapostori 4:31

Shona BIBLE

SUB

Zvino vakati vanyengetera, nzvimbo yavakanga vakaungana ikazununguswa; vakazadzwa vose naMweya Mutsvene, vakataura shoko raMwari vasingatyi.

Palyginti

Naršyti Mabasa aVapostori 4:31

3

Mabasa aVapostori 4:29

Shona BIBLE

SUB

Zvino, Ishe, tarirai kunyevera kwavo, mubatsire varanda venyu kuti vataure shoko renyu vasingatyi

Palyginti

Naršyti Mabasa aVapostori 4:29

4

Mabasa aVapostori 4:11

Shona BIBLE

SUB

Ndiye ibwe rakazvidzwa nemi vavaki, rikaitwa musoro wekona.

Palyginti

Naršyti Mabasa aVapostori 4:11

5

Mabasa aVapostori 4:13

Shona BIBLE

SUB

Zvino vakati vachiona kusatya kwaPetirosi naJohani, vachinzwisisa kuti vaiva vanhu vasina kudzidza, vasingazivi chinhu, vakashamiswa; vakavaziva kuti vaiva naJesu.

Palyginti

Naršyti Mabasa aVapostori 4:13

6

Mabasa aVapostori 4:32

Shona BIBLE

SUB

Zvino vazhinji vose vavaitenda vaiva nomwoyo mumwe nomweya mumwe; kwakanga kusina mumwe aiti chimwe chaaiva nacho ndechake, asi zvinhu zvose vakati ndezvavose.

Palyginti

Naršyti Mabasa aVapostori 4:32

Ankstesnis skyrius
Kitas skyrius
„YouVersion“

Skatina ir kviečia jus kasdieną ieškoti artumo su Dievu.

Tarnystė

Apie

Karjera

Savanoriaukite

Tinklaraštis

Spaudai

Naudingos nuorodos

Pagalba

Paaukokite

Biblijos versijos

Įgarsintos Biblijos

Biblijos kalbos

Dienos eilutė


Skaitmeninė tarnystė, kurią vykdo

Life.Church
Lietuvių

©2026 „Life.Church“ / „YouVersion“

Privatumo politikaSąlygos
Pažeidžiamumų atskleidimo programa
„Facebook“„Twitter“„Instagram“„YouTube“„Pinterest“