1
Mabasa aVapostori 27:25
Shona BIBLE
SUB
Naizvozvo, varume, tsungai mwoyo, nokuti ndinotenda Mwari, kuti zvichaitika sezvandakaudzwa.
Palyginti
Naršyti Mabasa aVapostori 27:25
2
Mabasa aVapostori 27:23-24
Nokuti usiku huno mutumwa waMwari, wandiri wake, nowandinoshumirawo, akamira neni, akati, ‘Pauro, usatya; unofanira kumira pamberi paKesari; tarira, Mwari akakupa vose vanofamba newe muchikepe.’
Naršyti Mabasa aVapostori 27:23-24
3
Mabasa aVapostori 27:22
Asi zvino ndinokurairai kuti mutsunge mwoyo; nokuti hakuna angarasikirwa noupenyu hwake pakati penyu, asi chikepe bedzi.
Naršyti Mabasa aVapostori 27:22