Mabasa aVapostori 27:23-24
Mabasa aVapostori 27:23-24 SUB
Nokuti usiku huno mutumwa waMwari, wandiri wake, nowandinoshumirawo, akamira neni, akati, ‘Pauro, usatya; unofanira kumira pamberi paKesari; tarira, Mwari akakupa vose vanofamba newe muchikepe.’

