1
1 VaKorinde 3:16
Shona BIBLE
SUB
Ko hamuzivi kuti muri temberi yaMwari, uye kuti Mweya waMwari anogara mukati menyu here?
Palyginti
Naršyti 1 VaKorinde 3:16
2
1 VaKorinde 3:11
Nokuti hakuna mumwe angaronga dzimwe nheyo, asi idzo dzakarongwa kare, ndiye Jesu Kristu.
Naršyti 1 VaKorinde 3:11
3
1 VaKorinde 3:7
Naizvozvo anosima haazi chinhu, kana anodiridza; asi Mwari anomeresa.
Naršyti 1 VaKorinde 3:7
4
1 VaKorinde 3:9
Nokuti tiri vabati pamwechete naMwari; muri munda waMwari, muri imba yaMwari.
Naršyti 1 VaKorinde 3:9
5
1 VaKorinde 3:13
basa romumwe nomumwe richaonekwa; nokuti zuva iro richazvibudisa pachena, nokuti richaratidzwa nomoto; moto uchaedza basa romumwe nomumwe kuti rakadini.
Naršyti 1 VaKorinde 3:13
6
1 VaKorinde 3:8
Zvino anosima noanodiridza ndavamwe; asi mumwe nomumwe achapiwa mubairo wake, sezvaakabata basa.
Naršyti 1 VaKorinde 3:8
7
1 VaKorinde 3:18
Kurege kuva nomunhu anozvinyengera. Kana munhu achiti ndakachenjera pakati penyu panyika ino, ngaave benzi, kuti ave akachenjera.
Naršyti 1 VaKorinde 3:18