„YouVersion“ logotipas
BiblijaPlanaiVaizdo įrašai
Gaukite programėlę
Kalbos parinkiklis
Paieškos piktograma

Populiarios Biblijos eilutės iš 1 VaKorinde 2

1

1 VaKorinde 2:9

Shona BIBLE

SUB

Asi sezvazvakanyorwa, zvichinzi, “Izvo zvisina kuonekwa neziso, kana kunzwika nenzeve, Nezvisina kupinda mumwoyo womunhu, Ndizvo Mwari zvaakagadzirira vanomuda.”

Palyginti

Naršyti 1 VaKorinde 2:9

2

1 VaKorinde 2:14

Shona BIBLE

SUB

Zvino munhu sezvaakaberekwa haagamuchiri zvinhu zvoMweya waMwari; nokuti upenzi kwaari; haazvinzwisisi, nokuti zvinonzwisiswa naMweya.

Palyginti

Naršyti 1 VaKorinde 2:14

3

1 VaKorinde 2:10

Shona BIBLE

SUB

Nokuti Mwari akazviratidza izvo kwatiri isu naMweya; nokuti Mweya anonzvera zvose, nezvakadzika zvaMwari.

Palyginti

Naršyti 1 VaKorinde 2:10

4

1 VaKorinde 2:12

Shona BIBLE

SUB

Zvino isu hatina kugamuchira mweya wenyika, asi Mweya unobva kuna Mwari; kuti tizive izvo zvatakangopiwa hedu naMwari.

Palyginti

Naršyti 1 VaKorinde 2:12

5

1 VaKorinde 2:4-5

Shona BIBLE

SUB

neshoko rangu nokuparidza kwangu hazvizaiva namashoko okugombedzera ouchenjeri; asi nokuratidza kwoMweya nokwesimba; kuti kutenda kwenyu kurege kuva muuchenjeri hwavanhu, asi musimba raMwari.

Palyginti

Naršyti 1 VaKorinde 2:4-5

Ankstesnis skyrius
Kitas skyrius
„YouVersion“

Skatina ir kviečia jus kasdieną ieškoti artumo su Dievu.

Tarnystė

Apie

Karjera

Savanoriaukite

Tinklaraštis

Spaudai

Naudingos nuorodos

Pagalba

Paaukokite

Biblijos versijos

Įgarsintos Biblijos

Biblijos kalbos

Dienos eilutė


Skaitmeninė tarnystė, kurią vykdo

Life.Church
Lietuvių

©2026 „Life.Church“ / „YouVersion“

Privatumo politikaSąlygos
Pažeidžiamumų atskleidimo programa
„Facebook“„Twitter“„Instagram“„YouTube“„Pinterest“