YouVersionロゴ
聖書読書プランビデオ
アプリを入手
言語選択
検索アイコン

Genesi 11の有名な聖句

1

Genesi 11:6-7

Shona BIBLE

SUB

Jehovha akati, “Tarirai, vanhu ava ndivamwe, vanorurimi rumwe vose; zvino ndizvo zvavanotanga kuita; zvino hakuchina chinhu chavangada kuita chavangadziviswa. Hendei, tiburuke, tinopesanisa rurimi rwavo ipapo, kuti varege kunzwana kana votaurirana.”

比較

Genesi 11:6-7で検索

2

Genesi 11:4

Shona BIBLE

SUB

Vakati, “Uyai, ngatizvivakire guta, norusvingo, runomusoro unosvikira kudenga; tizvimutsire mukurumbira, kuti tirege kupararira panyika yose.”

比較

Genesi 11:4で検索

3

Genesi 11:9

Shona BIBLE

SUB

Naizvozvo vakaritumidza Bhabheri, nokuti ipapo Jehovha akapesanisa rurimi rwenyika yose; Jehovha akavaparadzira ipapo, vakaenda kunyika dzose.

比較

Genesi 11:9で検索

4

Genesi 11:1

Shona BIBLE

SUB

Nyika yose yakanga ino rurimi rumwe nokutaura kumwe.

比較

Genesi 11:1で検索

5

Genesi 11:5

Shona BIBLE

SUB

Ipapo Jehovha akaburuka kuzotarira guta norusvingo, rwakanga ruchivakwa navanakomana vavanhu.

比較

Genesi 11:5で検索

6

Genesi 11:8

Shona BIBLE

SUB

Jehovha akavaparadzira ipapo, vakapararira panyika yose, vakarega kuvaka guta ravo.

比較

Genesi 11:8で検索

前章
次章
YouVersion

日々、神との親しい交わりを求めるために、あなたを励まし、勇気を与えます。

ミニストリー

概要

キャリア

ボランティア

ブログ

プレス

便利なリンク集

ヘルプ

寄付

聖書の訳

オーディオ聖書

聖書の言語

今日の聖句


デジタルミニストリー

Life.Church
日本語

©2026 Life.Church / YouVersion

プライバシー規約利用規約
脆弱性の開示
FacebookTwitterInstagramYouTubePinterest