YouVersionロゴ
聖書読書プランビデオ
アプリを入手
言語選択
検索アイコン

Mavambo 11の有名な聖句

1

Mavambo 11:6-7

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

SCLBC

Tenzi akati, “Onai vanhu ava vose vanongova rudzi rwumwechete uye vose vanotaura mutauro mumwechete. Idzi imviromviro chete dzezvavachaita. Hakuna chichavatadzisa kuita chinhu chose chose chavanofunga kuita. Ngatiburukei tindopesanisa mutauro wavo vagorega kunzwana pakutaura.”

比較

Mavambo 11:6-7で検索

2

Mavambo 11:4

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

SCLBC

Vakazoti, “Ngatizvivakirei guta rine nhungamakore yeshongwe, tiite zita rino mukurumbira, tirege kungopararira nenyika.”

比較

Mavambo 11:4で検索

3

Mavambo 11:9

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

SCLBC

Saka zita reguta iroro rakanzi Bhabheri nokuti Tenzi akapesanisa mutauro wapasi pose. Tenzi akavaparadzanisa vakapararira nenyika, pasi pose.

比較

Mavambo 11:9で検索

4

Mavambo 11:1

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

SCLBC

Pasi chigare, vanhu vose vaingotaura mutauro mumwechete, vaine mazwi mamwechetewo.

比較

Mavambo 11:1で検索

5

Mavambo 11:5

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

SCLBC

Tenzi akaburuka kudenga kuzoona guta neshongwe zvakanga zvavakwa navanhu.

比較

Mavambo 11:5で検索

6

Mavambo 11:8

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

SCLBC

Tenzi akavaparadzanisa vakapararira nenyika yose, vakabva varega kuvaka guta riya.

比較

Mavambo 11:8で検索

前章
次章
YouVersion

日々、神との親しい交わりを求めるために、あなたを励まし、勇気を与えます。

ミニストリー

概要

キャリア

ボランティア

ブログ

プレス

便利なリンク集

ヘルプ

寄付

聖書の訳

オーディオ聖書

聖書の言語

今日の聖句


デジタルミニストリー

Life.Church
日本語

©2026 Life.Church / YouVersion

プライバシー規約利用規約
脆弱性の開示
FacebookTwitterInstagramYouTubePinterest