Logo YouVersion
BibPlan yoVideyo
Pran aplikasyon an
Seleksyone Lang
Chache Icon

Vèsè popilè nan Bib la ki soti nan Ruka 2

1

Ruka 2:11

Bhaibhiri Idzva rechiShona

SCLB

Nokuti nhasi uno, muguta raDhavhidhi, mazvarirwa Muponesi, ndiye Kristu Tenzi.

Konpare

Eksplore Ruka 2:11

2

Ruka 2:10

Bhaibhiri Idzva rechiShona

SCLB

Asi mutumwa akati kwavari, “Regai henyu kutya nokuti ndakuunzirai shoko rakanaka rorufaro rukuru ruchava rwavanhu vose.

Konpare

Eksplore Ruka 2:10

3

Ruka 2:14

Bhaibhiri Idzva rechiShona

SCLB

“Mbiri kuna Mwari kumusorosoro, pasi pano rugare ruve kuvanhu vaanofarira.”

Konpare

Eksplore Ruka 2:14

4

Ruka 2:52

Bhaibhiri Idzva rechiShona

SCLB

Zvino Jesu akakura muungwaru, nomumhu wake, nomukudiwa naMwari navanhu.

Konpare

Eksplore Ruka 2:52

5

Ruka 2:12

Bhaibhiri Idzva rechiShona

SCLB

Chiratidzo chamuchamuziva nacho ndechichi chokuti muchandowana mucheche akaputirwa namachira akaradzikwa muchidyiro chezvipfuwo.”

Konpare

Eksplore Ruka 2:12

6

Ruka 2:8-9

Bhaibhiri Idzva rechiShona

SCLB

Mudunhu iroro makanga muina vafudzi kumafuro vairindira zvipfuwo zvavo usiku. Zvino mutumwa waTenzi akazviratidza kwavari. Kupenya kwaTenzi kukavakomberedza vakabva vabatwa nokutya kukuru.

Konpare

Eksplore Ruka 2:8-9

Plan lekti ak devosyon gratis yo ki gen rapò ak Ruka 2

Chapit Avan yo
Chapit suivan
YouVersion

Ankouraje ak defi pou w chèche entimite ak Bondye chak jou.

Ministè

Apwopo

Karyè yo

Volontè

Blòg

Peze

Lyen itil yo

Ed

Fè yon don

Vèsyon Bib yo

Odyo Bib yo

Diferan Lang yo nan Bib la

Vèsè Jodi a


Yon Ministè Digital nan

Life.Church
Kreyòl Ayisyen

©2026 Life.Church / YouVersion

Politik PriveTèm yo
Pwogram Divilgasyon Vilnerabilite
FacebookTwitterInstagramYouTubePinterest