1
Ruka 1:37
Bhaibhiri Idzva rechiShona
SCLB
Nokuti pana Mwari hapana chisingagonekwi.”
Konpare
Eksplore Ruka 1:37
2
Ruka 1:38
Maria akati, “Onai ndiri murandakadzi waTenzi, ngazviitwe kuneni sokureva kwenyu.” Mutumwa ndokubva omusia oenda zvake.
Eksplore Ruka 1:38
3
Ruka 1:35
Mutumwa ndokumupindura achiti, “Mweya Mutsvene achakuburukira, simba roWokumusorosoro richakufukidza. Naizvozvo mwana wauchapona achanzi mutsvene, Mwanakomana waMwari.
Eksplore Ruka 1:35
4
Ruka 1:45
“Makakomborerwa zvenyu, nokuti makatenda kuti zvakataurwa kwamuri, zvichibva kuna Tenzi, zvichazoitika.”
Eksplore Ruka 1:45
5
Ruka 1:31-33
Chinzwa, uchava napamuviri pauchapona mwana mukomana wauchatumidza zita rokuti Jesu. Iye achava mukuru–mukuru uye achanzi Mwanakomana woWokumusorosoro. Tenzi Mwari achamupa chigaro choumambo chababa vake Dhavhidhi. Achatongawo imba yaJakobho narini narini.” Uyezve umambo hwake hauchazogumi.
Eksplore Ruka 1:31-33
6
Ruka 1:30
Mutumwa waMwari ndokupindura oti, “Usatye zvako Maria, nokuti Mwari afadzwa zvake newe.
Eksplore Ruka 1:30