1
Mariko 9:23
KoreKore Bible Translation
KBT
Jesu adoti kwaari, “Kana uchitenda, zvese zvinogoneka kuno anotenda.”
Compara
Explorar Mariko 9:23
2
Mariko 9:24
Nokamangu baba vomwana vadodaidzira, “Ndinotenda, kana pane pandiri kutsakidza, ndiyamurei.”
Explorar Mariko 9:24
3
Mariko 9:28-29
Kudzoti Jesu wapinda mumba, vadzidzi vache vadomubvunza pavo vega, “Sei tatadzirira kuudzinga?” Jesu adoti kwavari, “Mushoo uyu unobirika chete nomunamato.”
Explorar Mariko 9:28-29
4
Mariko 9:50
Mwinyu udonaka, asi kana wataya kuvava kwawene kuchadzotsehwa tini? Ivai nomwinyu mamuri, muve norugare pakati penyu.”
Explorar Mariko 9:50
5
Mariko 9:37
“Wese anotambira mwana anenge iyeyu muzita rangu, anenge wanditambira inini. Nowese anonditambira inini, anotambiraba inini basi, asi anotambirawo noadondituma.”
Explorar Mariko 9:37
6
Mariko 9:41
Ndava wese anokupasai mukombe womvura muzita rangu kuti mumwe nokuti muri vaKhirisitu, chokwadi ndinokunyepai kuti anosayaba mubairo.
Explorar Mariko 9:41
7
Mariko 9:42
“Wese anokonzera umwe wovadiki vadodaiva vanotenda kwandiri kutaya kutenda kwache kwandiri, hasa kutoti guyo rikuru risungirihwe muhuro mache, akhandiwe mugungwa.
Explorar Mariko 9:42
8
Mariko 9:47
Futi kana ziso rako richikukonzera kutadza ritokonore! Hasa kuti upinde muumambo hwaMwari unoziso ribodzi panokukhandihwa mugehena unomaziso mairi.
Explorar Mariko 9:47