Logotip de YouVersion
La BíbliaPlansVídeos
Aconsegueix l'aplicació
Selector d'idiomes
Icona de cerca

Versets bíblics populars de Mateo 12

1

Mateo 12:36-37

KoreKore Bible Translation

KBT

Ndinokuudzai, pazuva rokutongewa vanhu vachazvidairira pamusoro poshoko rese rokusafunga ravadotaura, ndava nomashoko yako ucharuramisiwa, uye nomashoko yako uchataiwa.”

Compara

Explorar Mateo 12:36-37

2

Mateo 12:34

KoreKore Bible Translation

KBT

Imi vana vonyoka mungataure tini zvidonaka, imimi mudoipa? Ndava muromo unotaura zvizere mumwoyo.

Compara

Explorar Mateo 12:34

3

Mateo 12:35

KoreKore Bible Translation

KBT

Munhu adonaka kubva mupfuma yache idonaka anobiritsa zvidonaka, nomunhu adoipa kubva mupfuma yache idoipa anobiritsa zvidoipa.

Compara

Explorar Mateo 12:35

4

Mateo 12:31

KoreKore Bible Translation

KBT

Nokudaro ndinokunyepai, vanhu vachakangamwihwa zvitadzo zvese nokushora, asi kushora Mweya hakukangamwihwi.

Compara

Explorar Mateo 12:31

5

Mateo 12:33

KoreKore Bible Translation

KBT

“Muti udonaka nomuchero wawene udonaka, muti udoipa nomuchero wawene udoipa, ndava muti unozikana nomuchero wawene.

Compara

Explorar Mateo 12:33

Plans de lectura i devocionals gratuïts relacionats amb Mateo 12

Capítol anterior
Capítol següent
YouVersion

Animant-te i desafiant-te a buscar la intimitat amb Déu cada dia.

Ministeri

Sobre

Carreres

Fes-te voluntari

Blog

Premsa

Enllaços útils

Ajuda

Fer un donatiu

Versions de la Bíblia

Bíblia en àudio

Idiomes de la Bíblia

Verset del dia


Un Ministeri Digital de

Life.Church
Català

©2026 Life.Church / YouVersion

Política de privacitatCondicions d'ús
Programa de divulgació de vulnerabilitats
FacebookTwitterInstagramYouTubePinterest