Logotip de YouVersion
La BíbliaPlansVídeos
Aconsegueix l'aplicació
Selector d'idiomes
Icona de cerca

Versets bíblics populars de Mateo 11

1

Mateo 11:28

KoreKore Bible Translation

KBT

Uyai kwandiri, imipa mese mudoneta nokuchokwa nomitoro, ndichakupasai zororo.

Compara

Explorar Mateo 11:28

2

Mateo 11:29

KoreKore Bible Translation

KBT

Takurai joki rangu, mudzidze kubva kwandiri, nokuti ndidopfava uye ndino mwoyo unozvininipisa, ipopo muchawanira mweya yenyu zororo.

Compara

Explorar Mateo 11:29

3

Mateo 11:30

KoreKore Bible Translation

KBT

Ndava joki rangu ridopusa, nomutoro wangu udoreruka.”

Compara

Explorar Mateo 11:30

4

Mateo 11:27

KoreKore Bible Translation

KBT

Zvinhu zvese ndidozvipasiwa naBaba vangu, futi hapanai anoziva Mwanakomana kunze kwaBaba, hapanaiwo anoziva Baba kunze kwoMwanakomana nokuno uyo Mwanakomana waanosarudza kuzururira.

Compara

Explorar Mateo 11:27

5

Mateo 11:4-5

KoreKore Bible Translation

KBT

Jesu adovapindura achiti, “Endai konyepa Johwani zvamuri kunzva nozvamuri kuona, zvokuti marombe yari kuona, vadotonhora nhengo vari kutekaira, vanomabobo vari kunatsiwa, nomaburunzeve yari kunzva, vadopfa vari kumutsiwa, novarombo vari kuparidzihwa nyaya idonaka.

Compara

Explorar Mateo 11:4-5

6

Mateo 11:15

KoreKore Bible Translation

KBT

Anonzeve, mbaatetekere anzve!

Compara

Explorar Mateo 11:15

Plans de lectura i devocionals gratuïts relacionats amb Mateo 11

Capítol anterior
Capítol següent
YouVersion

Animant-te i desafiant-te a buscar la intimitat amb Déu cada dia.

Ministeri

Sobre

Carreres

Fes-te voluntari

Blog

Premsa

Enllaços útils

Ajuda

Fer un donatiu

Versions de la Bíblia

Bíblia en àudio

Idiomes de la Bíblia

Verset del dia


Un Ministeri Digital de

Life.Church
Català

©2026 Life.Church / YouVersion

Política de privacitatCondicions d'ús
Programa de divulgació de vulnerabilitats
FacebookTwitterInstagramYouTubePinterest