Logotip de YouVersion
La BíbliaPlansVídeos
Aconsegueix l'aplicació
Selector d'idiomes
Icona de cerca

Versets bíblics populars de Mako 16

1

Mako 16:15

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

BDSC

Akati kwavari, “Endai munyika yose muparidze vhangeri kuzvisikwa zvose.

Compara

Explorar Mako 16:15

2

Mako 16:17-18

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

BDSC

Uye zviratidzo izvi zvichatevera vanotenda: Vachadzinga mweya yakaipa muzita rangu, vachataura nendimi itsva; vachabata nyoka namaoko avo, uye kunyange vakanwa muchetura unouraya haungavakuvadzi napaduku; vachaisa maoko avo pamusoro pavarwere, uye vachapora.”

Compara

Explorar Mako 16:17-18

3

Mako 16:16

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

BDSC

Ani naani anotenda uye akabhabhatidzwa achaponeswa, asi asingatendi achatongwa.

Compara

Explorar Mako 16:16

4

Mako 16:20

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

BDSC

Ipapo vadzidzi vakabuda vakandoparidza kwose kwose, uye Ishe akashanda navo, akasimbisa shoko rake nezviratidzo zvakatevera.

Compara

Explorar Mako 16:20

5

Mako 16:6

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

BDSC

Iye akati, “Musavhunduka. Muri kutsvaka Jesu weNazareta, uya akarovererwa pamuchinjikwa. Amuka! Haapo pano. Tarisai pavakanga vamuisa.

Compara

Explorar Mako 16:6

6

Mako 16:4-5

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

BDSC

Asi vakati vatarira, vakaona kuti ibwe rakanga rakungurutswa. Pavakapinda muguva, vakaona jaya rakapfeka nguo chena rakagara kuruoko rworudyi, uye vakavhunduka.

Compara

Explorar Mako 16:4-5

Plans de lectura i devocionals gratuïts relacionats amb Mako 16

Capítol anterior
Capítol següent
YouVersion

Animant-te i desafiant-te a buscar la intimitat amb Déu cada dia.

Ministeri

Sobre

Carreres

Fes-te voluntari

Blog

Premsa

Enllaços útils

Ajuda

Fer un donatiu

Versions de la Bíblia

Bíblia en àudio

Idiomes de la Bíblia

Verset del dia


Un Ministeri Digital de

Life.Church
Català

©2026 Life.Church / YouVersion

Política de privacitatCondicions d'ús
Programa de divulgació de vulnerabilitats
FacebookTwitterInstagramYouTubePinterest