Logotip de YouVersion
La BíbliaPlansVídeos
Aconsegueix l'aplicació
Selector d'idiomes
Icona de cerca

Versets bíblics populars de Ruka 1

1

Ruka 1:37

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

BDSC

Nokuti hakuna chinhu chisingagonekwi naMwari.”

Compara

Explorar Ruka 1:37

2

Ruka 1:38

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

BDSC

Maria akati, “Ini ndiri muranda waShe. Ngazviitike hazvo kwandiri sezvamareva.” Ipapo mutumwa akabva paari.

Compara

Explorar Ruka 1:38

3

Ruka 1:35

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

BDSC

Mutumwa akapindura achiti, “Mweya Mutsvene achauya pamusoro pako, uye simba reWokumusoro-soro richakufukidza. Saka mutsvene achazvarwa achanzi Mwanakomana waMwari.

Compara

Explorar Ruka 1:35

4

Ruka 1:45

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

BDSC

Akaropafadzwa iye akatenda kuti zvakataurwa kwaari naShe zvichaitika!”

Compara

Explorar Ruka 1:45

5

Ruka 1:31-33

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

BDSC

Uchava nomwana uye uchazvara mwanakomana, ugomutumidza zita rokuti Jesu. Achava mukuru uye achanzi Mwanakomana weWokumusoro-soro. Ishe Mwari achamupa chigaro choushe chababa vake Dhavhidhi, uye achatonga pamusoro peimba yaJakobho nokusingaperi; umambo hwake hahungatongogumi.”

Compara

Explorar Ruka 1:31-33

6

Ruka 1:30

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

BDSC

Asi mutumwa akati kwaari, “Usatya, Maria, iwe wanzwirwa nyasha naMwari.

Compara

Explorar Ruka 1:30

Plans de lectura i devocionals gratuïts relacionats amb Ruka 1

Capítol anterior
Capítol següent
YouVersion

Animant-te i desafiant-te a buscar la intimitat amb Déu cada dia.

Ministeri

Sobre

Carreres

Fes-te voluntari

Blog

Premsa

Enllaços útils

Ajuda

Fer un donatiu

Versions de la Bíblia

Bíblia en àudio

Idiomes de la Bíblia

Verset del dia


Un Ministeri Digital de

Life.Church
Català

©2026 Life.Church / YouVersion

Política de privacitatCondicions d'ús
Programa de divulgació de vulnerabilitats
FacebookTwitterInstagramYouTubePinterest