Logotip de YouVersion
La BíbliaPlansVídeos
Aconsegueix l'aplicació
Selector d'idiomes
Icona de cerca

Versets bíblics populars de VaHebheru 9

1

VaHebheru 9:28

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

BDSC

saizvozvowo Kristu akabayirwa kamwe chete kuti atakure zvivi zvavanhu vazhinji; uye achazoonekwa kechipiri, asingatakuri zvivi, asi kuti auyise ruponeso kuna avo vakamumirira.

Compara

Explorar VaHebheru 9:28

2

VaHebheru 9:14

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

BDSC

Ko, kuzoti zvino iro ropa raKristu, uyo kubudikidza noMweya unogara nokusingaperi, akazvipa, asina chaangapomerwa kuna Mwari, akachenesa hana dzedu kubva pamabasa ose anotungamirira kurufu, kuitira kuti tigoshumira Mwari Mupenyu!

Compara

Explorar VaHebheru 9:14

3

VaHebheru 9:27

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

BDSC

Sezvo munhu akatemerwa kufa kamwe chete uye shure kwaizvozvo agotongwa

Compara

Explorar VaHebheru 9:27

4

VaHebheru 9:22

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

BDSC

Zvirokwazvo, murayiro unoda kuti zvinhu zvinenge zvose zvinatswe neropa, uye pasina kuteurwa kweropa hapana kuregererwa.

Compara

Explorar VaHebheru 9:22

5

VaHebheru 9:15

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

BDSC

Nokuda kwaizvozvi Kristu ndiye murevereri wesungano itsva, kuitira kuti vaya vakadanwa vagogamuchira chipikirwa chenhaka isingaperi zvino, sezvo akafa sedzikinuro kuti avasunungure kubva pazvivi zvavakaita vari pasi pesungano yokutanga.

Compara

Explorar VaHebheru 9:15

Plans de lectura i devocionals gratuïts relacionats amb VaHebheru 9

Capítol anterior
Capítol següent
YouVersion

Animant-te i desafiant-te a buscar la intimitat amb Déu cada dia.

Ministeri

Sobre

Carreres

Fes-te voluntari

Blog

Premsa

Enllaços útils

Ajuda

Fer un donatiu

Versions de la Bíblia

Bíblia en àudio

Idiomes de la Bíblia

Verset del dia


Un Ministeri Digital de

Life.Church
Català

©2026 Life.Church / YouVersion

Política de privacitatCondicions d'ús
Programa de divulgació de vulnerabilitats
FacebookTwitterInstagramYouTubePinterest