Logotip de YouVersion
La BíbliaPlansVídeos
Aconsegueix l'aplicació
Selector d'idiomes
Icona de cerca

Versets bíblics populars de VaHebheru 8

1

VaHebheru 8:12

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

BDSC

Nokuti ndichavaregerera zvakaipa zvavo uye handizorangaririzve zvivi zvavo.”

Compara

Explorar VaHebheru 8:12

2

VaHebheru 8:10

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

BDSC

Iyi ndiyo sungano yandichaita neimba yaIsraeri, mushure menguva iyoyo, ndizvo zvinotaura Ishe. Ndichaisa mirayiro yangu mundangariro dzavo, uye ndichainyora pamwoyo yavo. Ndichava Mwari wavo, uye vachava vanhu vangu.

Compara

Explorar VaHebheru 8:10

3

VaHebheru 8:11

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

BDSC

Hakuna munhu achazodzidzisa muvakidzani wake, kana munhu kudzidzisa hama yake, achiti, ‘Ziva Ishe,’ nokuti vose vachandiziva, kubva kumuduku kusvikira kumukuru pakati pavo.

Compara

Explorar VaHebheru 8:11

4

VaHebheru 8:8

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

BDSC

Asi Mwari akaona kukanganisa kwavanhu ava akati: “Nguva inouya, ndizvo zvinotaura Ishe, yandichaita sungano itsva neimba yaIsraeri, uye neimba yaJudha

Compara

Explorar VaHebheru 8:8

5

VaHebheru 8:1

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

BDSC

Shoko guru pane izvozvi zvatiri kutaura ndiro iri rokuti: Tino muprista mukuru akadai, akagara kurudyi rwechigaro chaIshe kudenga

Compara

Explorar VaHebheru 8:1

Plans de lectura i devocionals gratuïts relacionats amb VaHebheru 8

Capítol anterior
Capítol següent
YouVersion

Animant-te i desafiant-te a buscar la intimitat amb Déu cada dia.

Ministeri

Sobre

Carreres

Fes-te voluntari

Blog

Premsa

Enllaços útils

Ajuda

Fer un donatiu

Versions de la Bíblia

Bíblia en àudio

Idiomes de la Bíblia

Verset del dia


Un Ministeri Digital de

Life.Church
Català

©2026 Life.Church / YouVersion

Política de privacitatCondicions d'ús
Programa de divulgació de vulnerabilitats
FacebookTwitterInstagramYouTubePinterest