Logotip de YouVersion
La BíbliaPlansVídeos
Aconsegueix l'aplicació
Selector d'idiomes
Icona de cerca

Versets bíblics populars de 1 VaKorinde 9

1

1 VaKorinde 9:25-26

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

BDSC

Vanhu vose vanopinda mumutambo vanozvirovedza zvakaoma. Vanoita izvi kuti vawane korona isingagari; asi isu tinozviita kuti tiwane korona inogara nokusingaperi. Naizvozvo handimhanyi somunhu asina chinangwa; handirwi somunhu anorova mhepo.

Compara

Explorar 1 VaKorinde 9:25-26

2

1 VaKorinde 9:27

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

BDSC

Kwete, ndinorovedzera muviri wangu uye ndinouita muranda wangu kuitira kuti mushure mokunge ndapedza kuparidzira vamwe, ini pachangu ndirege kushayiwa mubayiro.

Compara

Explorar 1 VaKorinde 9:27

3

1 VaKorinde 9:24

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

BDSC

Hamuzivi here kuti panhangemutange vanhu vose vanomhanya, asi mumwe chete ndiye anopiwa mubayiro? Mhanyai zvokuti mugowana mubayiro.

Compara

Explorar 1 VaKorinde 9:24

4

1 VaKorinde 9:22

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

BDSC

Kuna vasina simba ndakava sendisina simba, kuti ndiwane vaya vasina simba. Ndakava zvose kuvanhu vose kuitira kuti ndiponese vamwe nemitoo yose inogoneka.

Compara

Explorar 1 VaKorinde 9:22

Plans de lectura i devocionals gratuïts relacionats amb 1 VaKorinde 9

Capítol anterior
Capítol següent
YouVersion

Animant-te i desafiant-te a buscar la intimitat amb Déu cada dia.

Ministeri

Sobre

Carreres

Fes-te voluntari

Blog

Premsa

Enllaços útils

Ajuda

Fer un donatiu

Versions de la Bíblia

Bíblia en àudio

Idiomes de la Bíblia

Verset del dia


Un Ministeri Digital de

Life.Church
Català

©2026 Life.Church / YouVersion

Política de privacitatCondicions d'ús
Programa de divulgació de vulnerabilitats
FacebookTwitterInstagramYouTubePinterest