Logotip de YouVersion
La BíbliaPlansVídeos
Aconsegueix l'aplicació
Selector d'idiomes
Icona de cerca

Versets bíblics populars de 1 VaKorinde 8

1

1 VaKorinde 8:6

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

BDSC

asi isu tina Mwari mumwe chete, ivo Baba, zvinhu zvose zvakabva kwavari uye ndivo vatinoraramira; uye tina She mumwe chete, Jesu Kristu, zvinhu zvose zvakavapo kubudikidza naye, uye nesu tinorarama kubudikidza naye.

Compara

Explorar 1 VaKorinde 8:6

2

1 VaKorinde 8:1-2

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

BDSC

Zvino, pamusoro pezvokudya zvakabayirwa kuzvifananidzo: Tinoziva kuti tose tino ruzivo. Ruzivo runouyisa kuzvikudza, asi rudo runovaka. Munhu anofunga kuti anoziva chinhu achigere kuziva zvaanofanira kuziva.

Compara

Explorar 1 VaKorinde 8:1-2

3

1 VaKorinde 8:13

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

BDSC

Naizvozvo, kana zvandinodya zvichigumbusa hama yangu handichazodyizve nyama, kuti ndirege kuzomugumbusa.

Compara

Explorar 1 VaKorinde 8:13

4

1 VaKorinde 8:9

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

BDSC

Asi chenjerai, kuti simba renyu iri rirege kuva chigumbuso kuna vasina simba.

Compara

Explorar 1 VaKorinde 8:9

Plans de lectura i devocionals gratuïts relacionats amb 1 VaKorinde 8

Capítol anterior
Capítol següent
YouVersion

Animant-te i desafiant-te a buscar la intimitat amb Déu cada dia.

Ministeri

Sobre

Carreres

Fes-te voluntari

Blog

Premsa

Enllaços útils

Ajuda

Fer un donatiu

Versions de la Bíblia

Bíblia en àudio

Idiomes de la Bíblia

Verset del dia


Un Ministeri Digital de

Life.Church
Català

©2026 Life.Church / YouVersion

Política de privacitatCondicions d'ús
Programa de divulgació de vulnerabilitats
FacebookTwitterInstagramYouTubePinterest