1
1 VaKorinde 4:20
Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi
BDSC
Nokuti umambo hwaMwari hahuzi pakutaura bedzi asi pasimba.
Compara
Explorar 1 VaKorinde 4:20
2
1 VaKorinde 4:5
Naizvozvo, regai kutonga chinhu nguva isati yasvika; chimbomirai kusvikira Ishe auya. Achaisa pachena zvakavanzwa murima uye acharatidza mifungo yemwoyo yavanhu. Panguva iyoyo mumwe nomumwe acharumbidzwa naMwari.
Explorar 1 VaKorinde 4:5
3
1 VaKorinde 4:2
Zvino zvakafanira kuti vaya vakapiwa utariri vave vakatendeka.
Explorar 1 VaKorinde 4:2
4
1 VaKorinde 4:1
Saka naizvozvo, vanhu vanofanira kutiona savaranda vaKristu uye savaya vakaitwa vachengeti vezvakavanzika zvaMwari.
Explorar 1 VaKorinde 4:1