1
1 VaKorinde 3:16
Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi
BDSC
Ko, hamuzivi here kuti muri temberi yaMwari uye kuti Mweya waMwari anogara mamuri?
Compara
Explorar 1 VaKorinde 3:16
2
1 VaKorinde 3:11
Nokuti hakuna mumwe angaronga dzimwe nheyo kunze kwaiyo yakarongwa kare, inova ndiyo Jesu Kristu.
Explorar 1 VaKorinde 3:11
3
1 VaKorinde 3:7
Saka naizvozvo anosima kana anodiridza haazi chinhu, asi Mwari chete, iye anomeresa zvinhu.
Explorar 1 VaKorinde 3:7
4
1 VaKorinde 3:9
Nokuti tiri vabati pamwe chete naMwari; muri munda waMwari, muri imba yaMwari.
Explorar 1 VaKorinde 3:9
5
1 VaKorinde 3:13
basa rake richaonekwa kuti rakaitwa nei, nokuti Zuva iro richazvibudisa pachena. Richaratidzwa nomoto, uye moto uchaedza basa romumwe nomumwe.
Explorar 1 VaKorinde 3:13
6
1 VaKorinde 3:8
Munhu anosima nomunhu anodiridza vane chinangwa chimwe, uye mumwe nomumwe wavo achapiwa mubayiro maererano nezvaakabata pabasa rake.
Explorar 1 VaKorinde 3:8
7
1 VaKorinde 3:18
Musazvinyengera. Kana mumwe wenyu achizviti akachenjera namaonero enyika ino, ngaave “benzi” kuti ave akachenjera.
Explorar 1 VaKorinde 3:18