Logotip de YouVersion
La BíbliaPlansVídeos
Aconsegueix l'aplicació
Selector d'idiomes
Icona de cerca

Versets bíblics populars de Varoma 16

1

Varoma 16:20

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

SCLBD

Ipapo Mwari worugare anobva apwanyira Satani pasi petsoka dzenyu. Dai Tenzi wedu Jesu Kristu angokuitirai nyasha.

Compara

Explorar Varoma 16:20

2

Varoma 16:17

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

SCLBD

Ndinokukumbirisai hama dzangu kuti munyatsoongorora avo vanopesanisa vanhu nokuunza zvimhingamupinyi vachirwisa zvidzidzo zvamakadzidziswa. Siyanai navo.

Compara

Explorar Varoma 16:17

3

Varoma 16:18

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

SCLBD

Vanhu vakadaro havasipo kushandira Tenzi wedu Kristu asi havi dzavo. Vanonyengedza vasina kuchenjera nokunatsa mukanwa kwavo namazwi anotapira.

Compara

Explorar Varoma 16:18

4

Varoma 16:25-27

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

SCLBD

Ngatirumbidzei iye anogona kukusimbisai maererano neShoko rangu Rakanaka uye maererano nokuparidza kwaJesu Kristu uye nokuzarurwa kwezvakanga zvakavandika kwenguva ndefu asi zvino zvakazoburitswa pachena. Uye nezvakanyorwa navaporofita zvikazoziviswa kumarudzi ose maererano nezvakanzi naMwari wokusingaperi ngazviziviswe kuti kuve nokuteerera kunounzwa nechitendero. Mbiri ngaipiwe kuna Mwari oga anoungwaru nokuna Jesu Kristu nokusingaperi. Ameni.

Compara

Explorar Varoma 16:25-27

Plans de lectura i devocionals gratuïts relacionats amb Varoma 16

Capítol anterior
Capítol següent
YouVersion

Animant-te i desafiant-te a buscar la intimitat amb Déu cada dia.

Ministeri

Sobre

Carreres

Fes-te voluntari

Blog

Premsa

Enllaços útils

Ajuda

Fer un donatiu

Versions de la Bíblia

Bíblia en àudio

Idiomes de la Bíblia

Verset del dia


Un Ministeri Digital de

Life.Church
Català

©2026 Life.Church / YouVersion

Política de privacitatCondicions d'ús
Programa de divulgació de vulnerabilitats
FacebookTwitterInstagramYouTubePinterest