Logotip de YouVersion
La BíbliaPlansVídeos
Aconsegueix l'aplicació
Selector d'idiomes
Icona de cerca

Versets bíblics populars de Varoma 15

1

Varoma 15:13

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

SCLBD

Dai Mwari wechitarisiro angokuzadzai norufaro rwose norugare mukutenda kwenyu, kuti nesimba raMweya Mutsvene mangofashukira nechitarisiro.

Compara

Explorar Varoma 15:13

2

Varoma 15:4

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

SCLBD

Ndinodaro nokuti zvose zvazvo zvakanyorwa mumazuva akare zvakanyorerwa kuti zvitidzidzise kuti nokushingirira uye nokukurudzira kwaMagwaro Matsvene tiwane chitarisiro.

Compara

Explorar Varoma 15:4

3

Varoma 15:5-6

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

SCLBD

Dai Mwari anotsungisa uye anokurudzira vanhu angoita kuti mugarisane zvakanaka, zvinowirirana naKristu Jesu kuti pamwechete nezwi rimwechete murumbidze Mwari naBaba waTenzi wedu Jesu Kristu.

Compara

Explorar Varoma 15:5-6

4

Varoma 15:7

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

SCLBD

Naizvozvo gamuchiranai sokugamuchirwa kwamakaitwa naKristu kuti Mwari arumbidzwe.

Compara

Explorar Varoma 15:7

5

Varoma 15:2

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

SCLBD

Munhu wose anofanira kuitira mumwe wake zvinomufadza zvinomubatsira nokumusimbisa

Compara

Explorar Varoma 15:2

Plans de lectura i devocionals gratuïts relacionats amb Varoma 15

Capítol anterior
Capítol següent
YouVersion

Animant-te i desafiant-te a buscar la intimitat amb Déu cada dia.

Ministeri

Sobre

Carreres

Fes-te voluntari

Blog

Premsa

Enllaços útils

Ajuda

Fer un donatiu

Versions de la Bíblia

Bíblia en àudio

Idiomes de la Bíblia

Verset del dia


Un Ministeri Digital de

Life.Church
Català

©2026 Life.Church / YouVersion

Política de privacitatCondicions d'ús
Programa de divulgació de vulnerabilitats
FacebookTwitterInstagramYouTubePinterest