1
Mateu 12:36-37
Shona Bible 1949, revised 2002
SNA2002
Ndinoti kwamuri, shoko rimwe nerimwe risina maturo rakarehwa navanhu, vachazvidavirira pamusoro paro nezuva rokutonga. Nokuti namashoko ako ucharuramiswa, uye namashoko ako uchapiwa mhosva.”
Compara
Explorar Mateu 12:36-37
2
Mateu 12:34
Imi, vana venyoka, mungagona seiko kutaura zvinhu zvakanaka, zvamuri vakaipa? Nokuti muromo unotaura zvizere mumwoyo.
Explorar Mateu 12:34
3
Mateu 12:35
“Munhu akanaka anobudisa zvinhu zvakanaka papfuma yake yakanaka; nomunhu akaipa anobudisa zvinhu zvakaipa papfuma yake yakaipa.
Explorar Mateu 12:35
4
Mateu 12:31
“Naizvozvo ndinoti kwamuri, vanhu vacharegererwa zvivi zvose nokushonha, asi kushonha Mweya, havangaregererwi.
Explorar Mateu 12:31
5
Mateu 12:33
“Itai muti uve wakanaka, nemichero yawo yakanakawo; kana itai muti uve wakaipa, nemichero yawo yakaipawo; nokuti muti unozikanwa nemichero yawo.
Explorar Mateu 12:33