Logotip de YouVersion
La BíbliaPlansVídeos
Aconsegueix l'aplicació
Selector d'idiomes
Icona de cerca

Versets bíblics populars de Mateu 11

1

Mateu 11:28

Shona Bible 1949, revised 2002

SNA2002

“Uyai kwandiri, imi mose makaneta, makaremerwa, ini ndichakuzorodzai.

Compara

Explorar Mateu 11:28

2

Mateu 11:29

Shona Bible 1949, revised 2002

SNA2002

Takurai joko rangu, mudzidze kwandiri; nokuti ndiri munyoro, ndinomwoyo unozvininipisa, kuti muwane zororo pamweya yenyu.

Compara

Explorar Mateu 11:29

3

Mateu 11:30

Shona Bible 1949, revised 2002

SNA2002

Nokuti joko rangu rakanaka, nomutoro wangu unorerukira.”

Compara

Explorar Mateu 11:30

4

Mateu 11:27

Shona Bible 1949, revised 2002

SNA2002

“Zvinhu zvose ndakazvipiwa naBaba vangu, hakuna anoziva Mwanakomana, asi Baba; hakuna anoziva Baba, asi Mwanakomana, naiye waanenge Mwanakomana achida kumuzivisa iye.

Compara

Explorar Mateu 11:27

5

Mateu 11:4-5

Shona Bible 1949, revised 2002

SNA2002

Jesu akapindura, akati kwavari, “Endai, mundoudza Johani zvamunonzwa nezvamunoona; zvokuti, mapofu anosvinudzwa, vanokamhina vanofamba, vanamaperembudzi vanonatswa, vamatsi vanonzwa, vakafa navarombo vanoparidzirwa vhangeri.

Compara

Explorar Mateu 11:4-5

6

Mateu 11:15

Shona Bible 1949, revised 2002

SNA2002

Ane nzeve dzokunzwa, ngaanzwe.

Compara

Explorar Mateu 11:15

Plans de lectura i devocionals gratuïts relacionats amb Mateu 11

Capítol anterior
Capítol següent
YouVersion

Animant-te i desafiant-te a buscar la intimitat amb Déu cada dia.

Ministeri

Sobre

Carreres

Fes-te voluntari

Blog

Premsa

Enllaços útils

Ajuda

Fer un donatiu

Versions de la Bíblia

Bíblia en àudio

Idiomes de la Bíblia

Verset del dia


Un Ministeri Digital de

Life.Church
Català

©2026 Life.Church / YouVersion

Política de privacitatCondicions d'ús
Programa de divulgació de vulnerabilitats
FacebookTwitterInstagramYouTubePinterest