Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Mazuva makumi maviri nerimwe pakutsanyaChikamu

21 Day Fast

ZUVA 3 REMAZUVA 21

Pasina kana kumwe kudya kunze kwemuriwo nemvura. Uye kwete zvemavhiki matatu chete, asi panguva yese yavaidzidziswa kuBhabhironi! Mhinduro yevakomana vechidiki vana ava haina kubva mukutya kubatwa kana kubatikidzwa. Yakabva mukuzvipira kumirairo yaMwari yakagara iri mavari vasati vatorwa kubva kunyika yavo yechizvarwa. Panguva ino yekutsanya, mikana yakawanda ichauya ichida kukubvisa mukuzvipira kwako--kunyanya kana uchitsanya uri wega kana pasina anozviziva. Namata kuti Mwari akupe kushinga nesimba rekuita zvawazvipira kuita nekumukudza kunyangwe kuitike chii.

Rugwaro

Zvinechekuita neHurongwa uhu

21 Day Fast

Tanga gore rako nekuisa meso ako pakuzviranga nekutsanya. Hurongwa hwuno hune zvitsauko zvakatiwandei zvinoita nezvekutsanya uye nemamwewo anokurudzira kuzviongorora nekuswedera pedyo naMwari. Pamazuva 21, uchange uchipihwa ndima inobva muBhaibheri, chirongwa chekunamata, mivhunzo inobetsera kuzviongorora, uye neminamato. Kuwana zvimwe zvakatiwandei, enda ku www.finds.life.church.

More

We'd like to thank Life.Church for their generosity in providing the structure for the 21 Day Fast reading plan.

Zvirongwa zvakada kufanana neichi