Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Mazuva makumi maviri nerimwe pakutsanyaChikamu

21 Day Fast

ZUVA 2 REMAZUVA 21

Panguva yekutsanya, vaka aritari uye isa chibairo pamusoro payo chinokudza Mwari. Izvi zvichatora kureruka kwehupenyu, kugadzikana kwako, uye zvichada kuzvisimbisa nekuzvipira. Chii chauchapa sechibairo pamutsanyo uno? Ona kuti chibairo chichava nehuremu. Kuzvipira kwako kunyore pasi uye wogoverana neshamwari ichava inokubetsera kuti ushingirire pakuzadzisa chivimbiso chako. Namata kuti Mwari akuratidze zvaanoda iye kuti upe sechibairo.

Zvinechekuita neHurongwa uhu

21 Day Fast

Tanga gore rako nekuisa meso ako pakuzviranga nekutsanya. Hurongwa hwuno hune zvitsauko zvakatiwandei zvinoita nezvekutsanya uye nemamwewo anokurudzira kuzviongorora nekuswedera pedyo naMwari. Pamazuva 21, uchange uchipihwa ndima inobva muBhaibheri, chirongwa chekunamata, mivhunzo inobetsera kuzviongorora, uye neminamato. Kuwana zvimwe zvakatiwandei, enda ku www.finds.life.church.

More

We'd like to thank Life.Church for their generosity in providing the structure for the 21 Day Fast reading plan.

Zvirongwa zvakada kufanana neichi