Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Mapisarema 73:1-3

Mapisarema 73:1-3 BDSC

Zvirokwazvo Mwari akanaka kuna Israeri, kuna avo vakachena pamwoyo. Asi kana ndirini, tsoka dzangu dzakapotsa dzatsvedza; ndakasara paduku kupunzika. Nokuti ndakaitira shanje vanozvikudza, pandakaona kubudirira kwavakaipa.