Zvirokwazvo Mwari anoitira Isiraeri zvakanaka, Ivo vane mwoyo yakachena. Asi kana ndirini, tsoka dzangu dzakanga dzotsauka; Makumbo angu akanga otedzemuka. Nokuti ndakanga ndichigodora vana manyawi, Pakuona kwangu kufara kwavakaipa.
Verenga chikamu Mapisarema 73
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: Mapisarema 73:1-3
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo