Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Nziyo 73:1-3

Nziyo 73:1-3 SCLB

Chokwadi Mwari wakanaka akarurama kuna vakachena mumwoyo. Asi ini ndakapotsa ndapingirishwa, makumbo angu akanga avakutoda kutsvedza. Nokuti ndaive neshanje navanozvitutumadza pandakaona kubudirira kwavakaipa.

Verenga chikamu Nziyo 73