Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Ruka 1:57-58

Ruka 1:57-58 BDSC

Nguva yakati yasvika yokuti Erizabheti ave nomwana, akazvara mwana mukomana. Vavakidzani vake nehama dzake vakanzwa kuti Ishe akanga amunzwira ngoni huru, vakafara pamwe chete naye.