Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Ruka 1:57-58

Ruka 1:57-58 SCLB

Zvino mazuva okuti Erizabheti asununguke zvaakakwana, akapona mwana mukomana. Kuzoti vavakidzani vake nehama dzake vanzwa kuti Tenzi akamuitira tsitsi dzakawanda kudai, vakafara kwazvo pamwechete naye.

Verenga chikamu Ruka 1