Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Ruka 1:57-58

Ruka 1:57-58 SNA2002

Zvino nguva yaErizabheti yokusunguka kwake yakasvika; akabereka mwanakomana. Zvino vakavakidzana navo nehama dzavo vakati vanzwa kuti Ishe akanga amuitira ngoni huru, vakafara naye.

Verenga chikamu Ruka 1