Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Mabasa 7:48-50

Mabasa 7:48-50 BDSC

“Kunyange zvakadaro, Wokumusoro-soro haagari mudzimba dzakavakwa navanhu. Sezvinorehwa nomuprofita achiti: “ ‘Denga ndicho chigaro changu choushe uye nyika ndiyo chitsiko chetsoka dzangu. Ko, muchandivakira imba yakaita sei? ndizvo zvinotaura Ishe. Kana kuti nzvimbo yangu yokuzorora ichava kupiko? Ko, ruoko rwangu haruna kuita izvozvi zvose here?’