Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Mabasa 7:48-50

Mabasa 7:48-50 SNA2002

“Asi Wokumusoro-soro haagari mudzimba dzakavakwa namaoko, sezvazvakarehwa nomuporofita, achiti, ‘Denga ndicho chigaro changu choushe, Nenyika chitsiko chetsoka dzangu; Muchandivakira imba yakadiniko? Ndizvo zvinoreva Ishe; Kana nzvimbo yandingazorora pairi ndeipi? Ko ruoko rwangu haruna kuita izvovi zvose here?’

Verenga chikamu Mabasa 7