Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Mabasa 7:48-50

Mabasa 7:48-50 SCLB

Asi wokumusorosoro haagari mudzimba dzakaitwa namaoko sokutaura komuporofita achiti, “ ‘Denga chigaro changu choumambo, nyika iri iyo chitambarariko chetsoka dzangu. Imba yorudzii yaungandivakire; ndizvo zvinotaura Tenzi. Ndeipi nzvimbo yandingazororere? Harusi ruoko rwangu here rwakaita zvose izvi?

Verenga chikamu Mabasa 7