Ravirai munzwe kunaka kwaTENZI, akakomborerwa munhu anopotera kwaari. Ityai TENZI imi vatsvene vake; vanomutya hapana chavanoshaya. Zvigondora zveshumba zvinoshaya chokubata, zvinonzwa nzara; asi vanotsvaka TENZI hapana chavanoshaya.
Verenga chikamu Nziyo 34
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: Nziyo 34:8-10
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo