Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Mapisarema 34:8-10

Mapisarema 34:8-10 BDSC

Ravirai henyu muone kuti Jehovha akanaka; akaropafadzwa munhu anovanda maari. Ityai Jehovha, imi vatsvene vake, nokuti vanomutya havana chavanoshayiwa. Shumba dzinopera simba uye dzinofa nenzara, asi avo vanotsvaka Jehovha havashayiwi chinhu chakanaka.