Mapisarema 34:8-10
Mapisarema 34:8-10 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Ravirai henyu muone kuti Jehovha akanaka; akaropafadzwa munhu anovanda maari. Ityai Jehovha, imi vatsvene vake, nokuti vanomutya havana chavanoshayiwa. Shumba dzinopera simba uye dzinofa nenzara, asi avo vanotsvaka Jehovha havashayiwi chinhu chakanaka.
Mapisarema 34:8-10 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Ravirai henyu, muone kuti Jehovha wakanaka; Akakomborerwa munhu anovimba naye. Ityai Jehovha, imi vatsvene vake; Nokuti vanomutya havana chavanoshaiwa. Vana veshumba vanoshaiwa, vanofa nenzara; Asi vanotsvaka Jehovha havana chinhu chakanaka chavangashaiwa.
Mapisarema 34:8-10 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Ravirai munzwe kunaka kwaTENZI, akakomborerwa munhu anopotera kwaari. Ityai TENZI imi vatsvene vake; vanomutya hapana chavanoshaya. Zvigondora zveshumba zvinoshaya chokubata, zvinonzwa nzara; asi vanotsvaka TENZI hapana chavanoshaya.
Mapisarema 34:8-10 Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke) (SUB1949)
Raʋirai henyu, muʋone kuti Jehova wakanaka; Wakakomborerwa munhu unoʋimba naye. Ityai Jehova, imi ʋatȿene ʋake; Nokuti ʋanomutya haʋana‐caʋanoshaiwa. Ʋana ʋeshumba ʋanoshaiwa, ʋanofa nenzara; Asi ʋanotȿaka Jehova haʋanecinhu cakanaka caʋaŋgashaiwa.
Mapisarema 34:8-10 Bhaibhiri Idzva rechiShona (SCLB)
Ravirai munzwe kunaka kwaTENZI, akakomborerwa munhu anopotera kwaari. Ityai TENZI imi vatsvene vake; vanomutya hapana chavanoshaya. Zvigondora zveshumba zvinoshaya chokubata, zvinonzwa nzara; asi vanotsvaka TENZI hapana chavanoshaya.
