Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Dhuteronomi 15:9-10

Dhuteronomi 15:9-10 SNA2002

Chenjera kuti urege kufunga zvakaipa mumwoyo mako, uchiti, ‘Gore rechinomwe, iro gore resununguro, riri pedyo;’ iwe ukava nomufungo wakaipa kuhama yako, ukasamupa chinhu; iye akachema kuna Jehovha Mwari wako pamusoro pako, chikava chivi kwauri. Unofanira kumupa zvakanaka, mwoyo wako haufaniri kuva neshungu, kana uchimupa; nokuti nokuda kwechinhu ichi Jehovha Mwari wako uchakuropafadza pamabasa ako ose, napazvose zvaunobata namaoko ako.