1
Mabasa yoNhumwa 7:59-60
KoreKore Bible Translation
KBT
Pavanga vachimutema nomatombo Sitefani, adonamata achiti, “Ishe Jesu tambirai mweya wangu.” Adopfugama, ndokunamata kamu noizvi rikuru achiti, “Ishe, rekai kuvapasa murandu wochitema chakarechi.” Adoti wanyaira zvakarezvi adobva wapfa.
Yenzanisa
Ongorora {{vhesi}}
2
Mabasa yoNhumwa 7:49
‘Denga ndomupando wangu woushe, nyika nyhitsiko chotsoka dzangu, zvino muchandivakhira imba idotiniko? Kana nzvimbo yandingazororere njipi?
3
Mabasa yoNhumwa 7:57-58
Zvino vadodaidzira noizvi rikuru, ndokusvikitira nzeve dzavo, ndokutizirana pabodzi kuenda kwaari, vadomuzvuvira kunze kwoguta, ndokumutaka nomatombo, pfakazi dzidoisa mabhachi yadzene patsoka dzojaha raiitiwa Sauro.
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo