Mabasa 7:49
Mabasa 7:49 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
“ ‘Denga chigaro changu choumambo, nyika iri iyo chitambarariko chetsoka dzangu. Imba yorudzii yaungandivakire; ndizvo zvinotaura Tenzi. Ndeipi nzvimbo yandingazororere?
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mabasa 7Mabasa 7:49 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
“ ‘Denga ndicho chigaro changu choushe uye nyika ndiyo chitsiko chetsoka dzangu. Ko, muchandivakira imba yakaita sei? ndizvo zvinotaura Ishe. Kana kuti nzvimbo yangu yokuzorora ichava kupiko?
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mabasa 7Mabasa 7:49 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
‘Denga ndicho chigaro changu choushe, Nenyika chitsiko chetsoka dzangu; Muchandivakira imba yakadiniko? Ndizvo zvinoreva Ishe; Kana nzvimbo yandingazorora pairi ndeipi?
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mabasa 7Mabasa 7:49 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
“ ‘Denga chigaro changu choumambo, nyika iri iyo chitambarariko chetsoka dzangu. Imba yorudzii yaungandivakire; ndizvo zvinotaura Tenzi. Ndeipi nzvimbo yandingazororere?
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mabasa 7