Mabasa 7:57-58
Mabasa 7:57-58 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Asi vakazhamba nezwi repamusoro vakadzivirira nzeve vakamuti momote, ndokumuburitsa kunze kweguta vakamutaka namabwe. Zvapupu zviya zvakaisa magemenzi azvo patsoka dzerimwe jaya rainzi Sauro.
Mabasa 7:57-58 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Pavakanzwa izvi vakadzivira nzeve dzavo vakamhanyira kwaari vose, vachidanidzira namanzwi ari pamusoro-soro, vakamuzvuzvurudzira kunze kweguta vakatanga kumutaka namabwe. Uye, vaya vaiva zvapupu vakandoisa nguo dzavo patsoka dzejaya rainzi Sauro.
Mabasa 7:57-58 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Zvino vakadanidzira nezwi guru, vakadzivira nzeve dzavo, vakamhanyira kwaari vose pamwechete; vakamubudisira kunze kweguta, ndokumutaka namabwe; zvapupu zvikaisa nguo dzazvo patsoka dzejaya, rainzi Sauro.
Mabasa 7:57-58 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Asi vakazhamba nezwi repamusoro vakadzivirira nzeve vakamuti momote, ndokumuburitsa kunze kweguta vakamutaka namabwe. Zvapupu zviya zvakaisa magemenzi azvo patsoka dzerimwe jaya rainzi Sauro.
Mabasa 7:57-58 Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke) (SUB1949)
Ɀino ʋakaɗanidzira nenzwi guru, ʋakadziʋira nzeʋe dzaʋo, ʋakamhanyira kwaari ʋose pamŋe cete; ʋakamuɓuɗisira kunze kweguta, ndokumutaka namabge; ɀapupu ɀikaisa ŋguʋo dzaɀo patsoka dzejaya, rainzi Sauro.