1
VaRoma 9:16
Shona BIBLE
SUB
Naizvozvo hazvibvi kunoanoda, kana kunoanomhanya, asi kuna Mwari, munzwiri wengoni.
Yenzanisa
Ongorora {{vhesi}}
2
VaRoma 9:15
Nokuti anoti kuna Mosesi, “Ndichanzwira ngoni wandinonzwira tsitsi.”
3
VaRoma 9:20
Ko zvino iwe munhu, ndiwe aniko, unopindura Mwari? Ko chakaumbwa chingati kuno akachiumba, “Wandiitireiko kudai?”
4
VaRoma 9:18
Naizvozvo anonzwira ngoni waanoda; uye anoomesera mwoyo waanoda.
5
VaRoma 9:21
Ko muwumbi wehari haana simba pamusoro pevhu here, kuti nebundu rimwe aite midziyo mumwe wakakudzwa, nomumwe usina kukudzwa?