VaRoma 9:15
VaRoma 9:15 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
nokuti anoti kuna Mosesi, “Ndichaitira tsitsi wandinenge ndada kuitira tsitsi nokunzwira urombo wandinenge ndada kunzwira urombo.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaRoma 9VaRoma 9:15 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Nokuti anoti kuna Mozisi: “Ndichanzwira ngoni wandichanzwira ngoni, uye ndichaitira tsitsi wandichaitira tsitsi.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaRoma 9VaRoma 9:15 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Nokuti anoti kuna Mosesi, “Ndichanzwira ngoni wandinonzwira tsitsi.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaRoma 9VaRoma 9:15 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
nokuti anoti kuna Mosesi, “Ndichaitira tsitsi wandinenge ndada kuitira tsitsi nokunzwira urombo wandinenge ndada kunzwira urombo.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaRoma 9