VaRoma 9:20
VaRoma 9:20 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Ko zvino iwe munhu, ndiwe aniko, unopindura Mwari? Ko chakaumbwa chingati kunoakachiumba, “Wandiitireiko kudai?”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaRoma 9VaRoma 9:20 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Zvino iwe munhu, ndiwe aniko, kuti upindure Mwari? “Chakaumbwa chingati kune akachiumba, ‘Wakandiitirei zvakadai?’ ”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaRoma 9VaRoma 9:20 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Ko zvino iwe munhu, ndiwe aniko, unopindura Mwari? Ko chakaumbwa chingati kunoakachiumba, “Wandiitireiko kudai?”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaRoma 9VaRoma 9:20 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Asi iwe uri aniwo zvako munhuwo zvako kupindura Mwari. Chiumbwa chingati here kumuumbi wacho: “Wakandiumbirei zvakadai.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaRoma 9