VaRoma 9:18
VaRoma 9:18 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Naizvozvo Mwari anonzwira ngoni waanoda kunzwira ngoni, uye anoomesa mwoyo wouyo waanoda kuomesa.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaRoma 9VaRoma 9:18 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Naizvozvo anonzwira ngoni waanoda; uye anoomesera mwoyo waanoda.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaRoma 9VaRoma 9:18 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Naizvozvo anoitira tsitsi kune wose waanenge ada achiita kuti waanenge ada zvake amuaomese mwoyo.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaRoma 9